top of page

DUHWINO RINONAKIDZA KANA IWE UCHIZIVA IYO MITEMO.
Nguva dzose pinda mumvura zvakachengeteka tanga netsoka uye uchitarisira vamwe vanoshambira.
Bvunza munhu mukuru nguva dzose uye usambofa wakashambira wega.
Tarisa zviratidzo zvohudzama wemvura usati wapinda.
Pfeka zvekudzivirira zuva nguva dzose.
HAPANA KUSVETUKA
HAPANA KUMHANYA
Teerera zviratidzo paduhwino nguva dzose.
USAMANYE!
Kumhanya kunowedzera njodzi paduhwino.
Musasandudzire muduhwino.
MUMWE MUNHU ANOGONA KUKUVARA.

By following these simple rules:
Together we can
prevent drowning
CHERO MUNHU ANOTARISA MWANA ACHISHAMBIRA NGASAVHIRINGIDZWA UYE HAAFANIRWE KUSHANDISA RUNHARE MBOZHA.
bottom of page