top of page

KUZIVA, KUONGORORA, CHIITO, MUSHURE MEKUCHENGETWA - RED CROSS USA
KUSVIKIRA
Tambo, hosipaipi, sikafu, tsvimbo refu, unogona ipapo kuzodhonza munhu anoda kubatsirwa.
KUSVIKIRA, KANDA, USAENDE
KANDIRA
Kandira munhu awira mumvura chinhi chisinga nyure sebhora kanabhodhora replastic, anogona kufanobatirira kusvikira vanobatsira vauya.
FAMBA MUMVURA
Edza kudzika kwemvura netsvimbo refu usati wapinda mukati wobva washandisa chimuti kuti usvike, batisisa kune mumwe munhu kana kubhangi.
Nguva dzose rara pasi kuti urege kudhonzwa mukati.
FAMBISA CHIKEPE
Shandisa chikepe kana paine chiri padyo uye iwe uchigona kuchishandisa zvakachengeteka. Usaedze kudhonza munhu muchikepe, pamwe vangavhunduke uye vangapidigure chikepe.

By following these simple rules:
Together we can
prevent drowning
bottom of page